Enzo Ishall – Magate

Enzo Ishall - Magate

Enzo Ishall Magate Mp4 Download

Enzo Ishall Magate Mp4 Download. Performing the track Magate, this must be a resounding vibe to keep you going. All thanks to Enzo Ishall.
Enzo Ishall Magate Lyrics. This song is available on all music channels like Youtube, Audiomack, Soundcloud, Fakaza, Apple Music Store, Shazam, and Boomplay.

Take a Listen Below.

 

Lyrics: Magate

Ndakanda changu chirauroNdotongogara ndakutotesaMurandakadzi chimbomira kuzvitongesaUkati ndianiko achakutengesaNhau yako ndaiona yakakurisaUri wetambo pakati se kenduru mhandu yechinonoUne chuma muchiunoZvawauya kuno zvaikozvino
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate50 zvikaramba 60, 60 70 magateMurandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate50 zvikaramba 60, 60 70
Rabva raita kuti uite kunge kakudhasharara, kadashMagate chete kwete madish, kadashUkangoramba wakadaro, finish!
Murandakadzi iwe, murandakadziNekuti uri muridzi, teereresaKuita kusanganisa
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate50 zvikaramba 60, 60 70 magateMurandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Ndarihaka rega rireurureNdiri mudhuze hazvibude ndiri kureNdiro chairo saka rega ridhureNdakarihaka ndiri nechekumashureCheuka iwe cheuka ndini ndiriko cheuka cheukaCheuka iwe cheuka ndini ndiriko cheuka
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate50 zvikaramba 60, 60 70 magateMurandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Ndotongogara ndakutotesaMurandakadzi chimbomira kuzvitongesaUkati ndianiko achakutengesaNdaiona nhau yako yakakurisaUri wetambo pakati se kenduru mhandu yechinonoUne chuma muchiunoZvawauya kuno zvaikozvino
Murandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate50 zvikaramba 60, 60 70 magateMurandakadzi shavi rako iri rekutambisa apa rinoda 50 magate50 zvikaramba 60, 60 70 magate
Mangoma Depot Levels Ribe na FantanInini Stallion